
Pandakaroora mukadzi wangu ndaingoziva kuti ane vana vake 2 asi ndaisaziva kuti vana vacho vananababa vakasiyana uye mumwe wacho tinotogaranaye munharaunda medu apandichimuchengetera mwana. Ndototenda amainini munin’ina wemukadzi wangu ndiye akandiudza