
Sensitive Horror Video ririkutenderedzwa pa +263775934930 WhatsApp group, parikuonekwa munhu ofemera kufa zvichitevera kutemwa nedemo achiitwa kuvezewa kumusa kusvikira matumbu ava kubudikira nekumusana.
Mashoko kubva ku South Africa arikuti chizvarwa choku Zimbabwe changa chichita basa rokurobha vanhu hupenyu hokuti achararama zvakare hapasisina atemwa temwa musana nemaoko ropa riri kungoteuka.
Parizvino hatina Mashoko echokwadi atati tanyatsokunzwa nezvenyaya iyi tichiri kumboitevera.