
Mune chimwe chiitiko chinoshamisa nekutyisa zvikuru, mumwe mukadzi anoita bhizimusi rekubika chikafu achitengesa, afumurirwa mushonga wake unoita akwezve makasitoma akawanda.
Pavideo rino, mukadzi uyu afukunuriswa paanga akavesera moto wake, ndokuwoneka paine gomba ranga rakavhariwa dhadha ripenyu, mugoti, girazi nering.
Zviri kufungidzirwa kuti dhadha iri, ndicho chikwambo chake icho chinenge chichibika chikafu chinokwezva vatengi vakawanda.
Wana video racho paJolas’WhatsApp group
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?