
Amai vamanikidzwa kukanda mwana kubva muchivakwa changa chirikutsva.
Vanhu varikupamba zvitoro mu CBD munzvimbo yeDurban vanonzi ndivo vatanga moto wakapararira kusvika kunzvimbo yanga ina amai ava nemwana wavo.
Mhirizhonga irikuitika iyi yakonzera kufa kwevanhu vanopfuura 72 muSouth Africa.
Serious video via WhatsApp Group raMkoma Jola +263736286412
_______________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me/+263787876754 and send hie….