
Video irikutenderedzwa pa +263787876754 WhatsApp group, parikuonekwa murime akagariwa matunduru achibviswa bhurugwa achiudzwa kuti Sinhi rawarova haridashurirwe sick money. Ayi-kaka ogariwa nezvidzva zvisina kusimira uku-o bhuru dropped down. Ma1 abva atanga zvakaomarara mushure mekudashura Bhinzi rokubhadhara.