
Vatsigiri vebato reMDC varikufara zvakapfurikidza vari kuEpworth uko vari kuitira rally yavo. Vari kunyatsoratidza kuti havsi kana kumbokendeka zvavo.
Sezviri kuonekwa pavideo rino, mumwe mutsigiri webato iri anobatsirana kuimba neve-band achitsvikidza jive zvakapfurikidza zvisinei nekuti akapfeka hembe dzakasakara.
Kuti uone zviri kuitika kuEpworth pinda mu-Jolas WhatsApp Group ndimo matiri kuisa zvose zviri kuitika kuRally yeMDC Alliance.
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?